Dancehall musician Seh Calaz has divorced wife Moira Knight after a series of social media rants between the pair. The break up comes after Moira accused Calaz of not taking care of the family.
Seh Calaz posted, “Ndangandakambonyarara nguva yese inoyi but handingarambe ndakahwanda murunyararo zvamunoziva mese MUSHA MUKADZI uye CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA. Handikwanise kuti zvazvandivavira nhasi ndotanga kutaura zvakaipa pamusoro pe mudzimai saka ndiregerereiwo ipapo asi chandinokwanisa kutaura ndechekuti kubva ikezvinozvi tichienda mberi wangu musha naMoira hapasisina. Zvenguva ino ndokumbirawo hama ne Shamwari ne press mumbondipawo space handisini wekutanga kana wekupedzisira kusangana ne dambudziko iri. Semunhu ane vana handingataure zvakawanda pajekerere. To all my Fans,Friends and Family who feel like I’ve let them down I humbly apologise Im Sorry I’m human too”
Read More: Seh Calaz’s wife Moira Knight threatens to leak mastubarting picture
Find Jobs on Vacancy Mail